TENZI ndiye muchengeti wako TENZI ndiye mumvuri wako kurudyi rwako. Zuva harikupisi masikati kana mwedzi nousiku. TENZI achakudzivirira kune zvakaipa zvose achachengeta upenyu hwako. TENZI achakuchengeta kubvira paunobuda kusvika paunodzoka kubvira zvino nokusingaperi.
Verenga chikamu Nziyo 121
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 121:5-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo