Musaite kuti ndibva ndatadza kutaura chokwadi zvachose nokuti chitarisiro changu chiri muzvirongwa zvenyu. Ndichagara ndichichengeta mutemo wenyu narini narini. Ndichafamba ndakasununguka nokuti ndinotsvaka mitemo yenyu.
Verenga chikamu Nziyo 119
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 119:43-45
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo