TENZI ane tsitsi nengoni haakurumidzi kushatirwa uye ane mwoyochena wakawanda. Haarambi achingotsiura kana kuramba akashatirwa. Haatiitiri zvakaenzana nezvitadzo zvedu kana kutipa mubayiro maererano nouipi hwedu.
Verenga chikamu Nziyo 103
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 103:8-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo