Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 1:1-4

Nziyo 1:1-4 SCLB

Akakomborerwa munhu asingafambi panorangana vakaipa. Kana kuva munzira yavatadzi, kana kugara panogara vanonyomba, asi kuti anotofarira mutemo waTENZI uye anorangaririra mutemo waTENZI siku nesikati. Akaita somuti wakasimwa pamahombekombe erwizi unobereka muchero wawo panguva yawo uri muti usingauni mashizha. Zvose zvaanoita zvinobudirira. Asi hazvisirizvo zvakaita vakaipa, vakaita sehundi inopeperetswa nemhepo.

Verenga chikamu Nziyo 1