Munhu anoninipisa mumwe wake, kushaya pfungwa munhu anonzwisisa anonyarara. Munhu anofamba achiita makuhwa anoburitsa pachena zvinhu zvakavandika asi munhu anemwoyo kwawo anochengetedza zvinhu zvakavandika.
Verenga chikamu Tsumo 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Tsumo 11:12-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo