Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Tsumo 1:7-9

Tsumo 1:7-9 SCLB

Kutya Tenzi ndiko kutanga kworuzivo mapenzi anoshora ungwaru nechidzidziso. Mwanangu, teerera zvaunodzidziswa nababa vako. Usarambe zvaunorairwa naamai vako. Zvichava tsungare yokushongedza musoro wako nayo nechuma chokushongedza huro yako nacho.

Verenga chikamu Tsumo 1