Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Tsumo 1:3-8

Tsumo 1:3-8 SCLB

dzinoitawo kuti munhu adzidze uchenjeri, ururami, noruenzaniso nokuva pachokwadi. Kuitirawo kuti vanhuwo zvavo vapiwe uchenjeri nevechidiki kufunga. Mungwaru achadzinzwawo agopamhidzira ruzivo anonzwisisa agowanawo mano. Kuri kuitira kuti munhu anzwisise tsumo namadimikira uye mazwi avangwaru nezvirahwe zvavo. Kutya Tenzi ndiko kutanga kworuzivo mapenzi anoshora ungwaru nechidzidziso. Mwanangu, teerera zvaunodzidziswa nababa vako. Usarambe zvaunorairwa naamai vako.

Verenga chikamu Tsumo 1

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neTsumo 1:3-8