Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vafiripi 4:12-14

Vafiripi 4:12-14 SCLB

Ndinoziva kuva murombo, ndinozivawo chinonzi kupfuma. Mune chipi nechipi uye muna zvose ndakadzidza kuva nezvakawanda nokuva nenzara, kuva nezvakawandisisa nokuva noushai. Ndinogona kuita zvinhu zvose maari iye anondisimbisa. Asi imi makaita zvakanaka kwazvo pamakabatana neni mumatambudziko angu.

Verenga chikamu Vafiripi 4