Ipapo mumwe murume muIsiraeri akauya nomukadzi worudzi rwavaMidhiani akapinda naye mutendhe rake, achionekwa naMosesi negungano rose ravaIsiraeri rakanga richichema riri kumusuo wetendhe rokusanganira. Finiyasi mwanakomana waEreazari, muzukuru womupristi Aroni, paakazviona, akabva paiva negungano riya, akandotora pfumo rake, ndokutevera murume uya mutendhe muya, ndokusvikosonanidza nepfumo nechapadumbu murume muIsiraeri nomukadzi uya. Ndiko kumiswa kwakaitwa denda pavaIsiraeri.
Verenga chikamu Kuverengwa 25
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kuverengwa 25:6-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo