Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kuverengwa 14:34

Kuverengwa 14:34 SCLB

Muchaona ndondo kwamakore makumi mana nokuti manditadzira. Handiti makapedza mazuva makumi mana muchisora nyika iyoyo? Saka zuva roga roga richava gore muchirangirwa zvitadzo zvenyu. Kwamakore makumi mana muchanyatsoziva kuti rushambwa rwokufuratirwa neni rwakaita sei.