Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 7:9-11

Mateu 7:9-11 SCLB

Nokuti ndiani wenyu anoti kana mwana wake amukumbira chingwa, anomupa dombo. Kana kuti akakumbira hove omupa nyoka? Zvino kana imi vaipi, muchiziva kupa zvipo zvakanaka kuvana venyu, ko kutozoti Baba venyu vari kudenga, vanopa zvipo zvakanaka sei kuna avo vanovakumbira!

Verenga chikamu Mateu 7