Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 5:23-24

Mateu 5:23-24 SCLB

Ipapo kana uchindopira chipo chako paatari, ipapo ukafunga kuti hama yako ine chigumbu newe, siya chipo chako ipapo pamberi peatari uende utange wayanana nehama yako. Wozouya zvako opira chipo chako.

Verenga chikamu Mateu 5