Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 28:5-6

Mateu 28:5-6 SCLB

Asi mutumwa akati kumadzimai, “Imi musatye henyu nokuti ndinoziva kuti murikutsvaka Jesu akaroverwa pamuchinjikwa. Haapo pano nokuti amuka sezvaakareva. Uyai muone paanga arere.

Verenga chikamu Mateu 28

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateu 28:5-6