Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 1:21-24

Mateu 1:21-24 SCLB

Achapona Mwanakomana waunofanira kutumidza zita rokuti Jesu nokuti achaponesa vanhu vake kuzvitadzo zvavo.” Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti: “Tarirai, mhandara ichava napamuviri ichizobereka mwana mukomana. Zita rake richazonzi Imanueri” (zvinoreva kuti Mwari Anesu.) Josefi paakamuka akaita sokuudzwa kwaakanga aitwa nomutumwa waTenzi.

Verenga chikamu Mateu 1

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateu 1:21-24