Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Maraki 3:2-4

Maraki 3:2-4 SCLB

Asi ndianiko angatirire zuva rokuuya kwake uye ndiani angapamire kana iye auya? Ndinodaro nokuti akaita somoto womunyungurutsi woutare kana kuti sesipo yomusuki. Achagara pasi somunyungurutsi uye somuchenesi wesirivha achachenesa vanakomana vokwaRevhi agovachenesa sendarama nesirivha kudzamara vava kupira mipiro yakarurama kuna Tenzi. Mupiro wokwaJudha neJerusaremu ndopauchazofadza Tenzi sezvazvaiita pasichigare sezvawaiita mumakore akapfuura.

Verenga chikamu Maraki 3