Zvino, iye Jesu panguva yaakatanga kuita basa rake akanga ana makore makumi matatu. Pakufunga kwavanhu vaiti mwanakomana waJosefi, mwanakomana waHeri, mwanakomana waMatati, mwanakomana waRevhi, mwanakomana waMeriki, mwanakomana waJonai, mwanakomana waJosefi, mwanakomana waMatatiasi, mwanakomana waAmosi, mwanakomana waNahumi, mwanakomana waEsiri, mwanakomana waNagai, mwanakomana waMaati, mwanakomana waMatatiasi, mwanakomana waSemeini, mwanakomana waJoseki, mwanakomana waJodha, mwanakomana waJoanani, mwanakomana waResa, mwanakomana waZerubhabheri, mwanakomana waSheatieri, mwanakomana waNeri, mwanakomana waMeriki, mwanakomana waAdhi, mwanakomana waKosamu, mwanakomana waErimadhamu, mwanakomana waEri, mwanakomana waJoshuwa, mwanakomana waEriezeri, mwanakomana waJorimu, mwanakomana waMatati, mwanakomana waRevhi, mwanakomana waSimeoni, mwanakomana waJudha, mwanakomana waJosefi, mwanakomana waJonamu, mwanakomana waEriyakimu, mwanakomana waMerea, mwanakomana waMena, mwanakomana waMatata, mwanakomana waNatani, mwanakomana waDhavhidhi, mwanakomana waJese, mwanakomana waObhedhi, mwanakomana waBhoasi, mwanakomana waSara, mwanakomana waSarimoni, mwanakomana waNashoni, mwanakomana waAminadhabhu, mwanakomana waAdhimini, mwanakomana waArini, mwanakomana waHezironi, mwanakomana waPerezi, mwanakomana waJudha, mwanakomana waJakobho, mwanakomana waIsaka, mwanakomana waAbhurahamu, mwanakomana waTera, mwanakomana waNahori, mwanakomana waSerugi, mwanakomana waReu, mwanakomana waPeregi, mwanakomana waEbheri, mwanakomana waShera, mwanakomana waKainani, mwanakomana waArifakisadhi, mwanakomana waSemu, mwanakomana waNowa, mwanakomana waRameki, mwanakomana waMetusera, mwanakomana waEnoki, mwanakomana waJaredhi, mwanakomana waMaharareri, mwanakomana waKainani, mwanakomana waEnosi, mwanakomana waSeti, mwanakomana waAdhamu, mwanakomana waMwari.