Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 15:21-24

Ruka 15:21-24 SCLB

Mwana uya akati kwavari, ‘Baba, ndakatadzira Wedenga uye ndakakutadzirai. Handichakodzeri kuti ndinzi mwana wenyu.’ Asi baba vakati kuvashandi vavo, ‘Kurumidzai kuuya negemenzi rakanakisisa mumupfekedze; muise ringi mumunwe wake neshangu mumakumbo, muuyewo nemhuru iya yakakodzwa muibaye, tidye tichifara nokuti mwana wangu uyu akanga afa ava mupenyu zvakare, akanga arasika zvino awanikwa.’ Ndokubva vatanga zvavo kufara zvikuru.

Verenga chikamu Ruka 15

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neRuka 15:21-24