Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 12:29-30

Ruka 12:29-30 SCLB

“Regai kuti mwoyo yenyu irambe iri pakutsvaka zvokudya, kuti muchadyei kana kuti muchanwei kana kuzvitambudza mwoyo. Marudzi ose apasi pano ndizvo zvavanotsvaka izvozvo. Baba venyu vanozviziva kuti munozvida.

Verenga chikamu Ruka 12