Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 1:76-79

Ruka 1:76-79 SCLB

“Iwe mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, nokuti uchafanoenda mberi kwaTenzi kundomugadzirira nzira dzake, kupa vanhu vake ruzivo rworuponeso ruri mukuregererwa kwezvitadzo zvavo, pamusana petsiye nyoro dzaMwari wedu, apo tichabudirwa neZuva richibva kumusoro, kuzovhenekera vagere murima nomumumvuri worufu, nokutungamirira tsoka dzedu munzira yorugare.”

Verenga chikamu Ruka 1