Ruka 1:76-79
Ruka 1:76-79 SNA2002
Iwe, Mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, Nokuti iwe uchatungamira pamberi paIshe, kumugadzirira nzira dzake; Kuzivisa vanhu vake nzira yokuponeswa nayo, Vachiregererwa zvivi zvavo, Nomwoyo munyoro waMwari wedu, Achatishanyira namambakwedza okudenga, Kuvhenekera vagere murima nomumumvuri worufu; Nokuraramisa tsoka dzedu munzira yorugare.”

