Ndinodaro nokuti ini Tenzi, ndini Mwari wenyu zvisarudzei kuva vangu, muve vatsvene nokuti ini ndiri mutsvene. Musazvin'orese nezvipi nezvipi zvazvo zvakawanda-wanda zvinomomana panyika. Ndinodaro nokuti ndini Tenzi ndakakuuyisai kuno, kubva kunyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu. Saka ivai vatsvene nokuti ini ndiri mutsvene.
Verenga chikamu Mupiro 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mupiro 11:44-45
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo