Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 20:21-23

Johani 20:21-23 SCLB

Jesu akavatizve, “Rugare ngaruve nemi! Sokundituma kwakaita Baba neni ndinokutumaiwo saizvozvo.” Paakapedza kutaura izvi, akafemera pavari akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene. Kana mukaregerera vanhu zvitadzo zvavo, zvinobva zvaregererwa. Kana mukaramba kuvaregerera havaregererwi.”

Verenga chikamu Johani 20