Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 16:5-7

Johani 16:5-7 SCLB

Asi zvino ndavakuenda kuna akandituma. Hapana mumwe wenyu ari kumbondibvunza kuti ko muri kuenda kupi? Asi pamusana pokuti ndataura izvi kwamuri masuruvara mwoyo zvikuru. Zvakadaro zvazvo, ndinokuudzai chokwadi, chokuti zvinotokubatsirai kuti ndiende nokuti ndikarega kuenda, Murevereri uya haazouya; asi ndikaenda ndichamutumira kwamuri.

Verenga chikamu Johani 16