Asi ichi ndochitenderano chandichaita nemba yeIsiraeri mushure memazuva iwayo, ndizvo zvinotaura Tenzi, chokuti: “Ndichauisa mutemo wangu mavari ndichiunyora pamwoyo pavo. Ini ndichava Mwari wavo, ivo vachivawo vanhu vangu. Kuchange kusisina zvokudzidzisanazve mumwe nomumwe, hama nehama, munhu achiti, ‘Zivawo Tenzi,’ nokuti vose zvavo vachandiziva kubvira kumuduku-duku kusvikira kumukuru wacho ndizvo zviri kutaura Tenzi nokuti ndichavaregerera uipi hwavo uye chitadzo chavo handichazombochirangarirazve.”
Verenga chikamu Jeremiya 31
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremiya 31:33-34
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo