Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 29:11-12

Jeremiya 29:11-12 SCLB

nokuti ini ndinoziva zvandakakurongerai, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Zvirongwa zvacho ndezvokuti zvinhu zvikunakirei kwete kuti zvikuipirei, kuri kukupai upenyu muneramangwana hune chitarisiro. Ipapo muchazochema kwandiri muchiuya kuzondinamata, ini ndichakunzwai.

Verenga chikamu Jeremiya 29