Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vatongi 4:6-7

Vatongi 4:6-7 SCLB

Dhebhora akatuma shoko rokuti Bharaki mwanakomana wavaAbhinoamu auye kwaari kubva kuKedheshi kwaNafutari akati kwaari, “Tenzi, Mwari wavaIsiraeri ari kukutuma, ari kuti, ‘Enda utore zviuru gumi zvavarume vedzinza rokwaNafutari neraZebhuruni uvatungamirire kugomo reTabhori. Ndichakwezvera Sisera mutungamiriri wehondo yaJabhini, kuzosangana newe pedyo norwizi rwaKishoni nengoro dzake dzehondo, nezvikwata zvake zvavarwi ndigomuisa mumaoko ako.’ ”

Verenga chikamu Vatongi 4