Baba naamai vake vakanga vasiri kuziva kuti Tenzi ndiye aimuitisa izvozvo kuti pazova nechimwe chinokonzera kuti vaFirisitia varwiswe. Izvozvo vaFirisitia ndovaitonga vaIsiraeri. Samusoni akadzika kuTimuna pamwechete nababa naamai vake. Paakasvika kuminda yemigirepisi yokuTimuna, akavingwa neshumba ichirikuzvinzwa ichidzvova.
Verenga chikamu Vatongi 14
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Vatongi 14:4-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo