Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 61:10-11

Isaya 61:10-11 SCLB

“Ini ndinokurumbidzai Tenzi nomwoyo wangu wose, mweya wanguwo unopemberera Mwari wangu nokuti akandipfekedza hanzu dzoruponeso, akandifukidza nehanzu dzokururama sokuzvipfekedza kunoita murume anenge achichata uye sokuzvishongedza nezvishongo kunoita musikana ari kuchata. Sezvinongoita nyika inomeresa mabukira, uye sezvinongoitawo bindu kumeresa zvinenge zvadyarwamo ndizvozvowo zvinoita Tenzi Mwari, anoita kuti ururami nomukurumbira zvitungire, marudzi ese zvawo evanhu achiona.”

Verenga chikamu Isaya 61