Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 61:1-2

Isaya 61:1-2 SCLB

Mweya waTenzi Mwari uri pandiri nokuti Tenzi akandizodza kuti ndiparidze shoko rakanaka kuvarombo. Akandituma kuzonyaradza vakasuruvara mwoyo, nokuparidzira vari muutapwa rusununguko, nokusunungurwa kwavari muusungwa uye kuparidza kuvanhu gore raTenzi retsiye nyoro nezuva raMwari wedu rokutsiva nokunyaradza vose vanochema

Verenga chikamu Isaya 61