Sezvakaitika kuti vazhinji vakakatyamara naye asisatarisike zvakanaka, asisamboonekwa somunhu. Chimiro chake zvokuti munhu pasisina, Ndudzi dzakawanda dzichaomawo mate mukanwa nazvo, madzimambo chaiwo achibatawo muromo pamusana pake, nokuti zvavasati vambotaurirwa zvavo ndozvavachaona nezvavasina kumbonzwa ndizvo zvavachazonzwisisa.”
Verenga chikamu Isaya 52
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 52:14-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo