Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 49:15-16

Isaya 49:15-16 SCLB

“Mudzimai angakanganwe here mwana wake achiri kuyamwa, achitadza kuva netsitsi nomwana akabva munhumbu make? Kunyange zvazvo ivava vakakanganwa asi ini handizokukanganwi. Chinzwa unzwe ndakaita zvokukutemera senyora muzvanza zvamaoko angu, tsvingo dzako dzinogara dziri mupfungwa dzangu.

Verenga chikamu Isaya 49