Zvanzi naTenzi Mwari, iye akasika matenga achiatambanudza nokokoko iye akawarira nyika nezviri mairi iye anopa vanhu mweya wokufema iye anopa upenyu vanofamba mairi, “Ndini Tenzi. Ndakakudaidzira kuzoita zvinhu chaizvo zvakarurama, ndakakubata ruoko ndikakuchengeta. Iwe ndiwe wandakaita kuti uve sechitenderano changu nendudzi dzavanhu chiedza kumarudzi avanhu
Verenga chikamu Isaya 42
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 42:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo