Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 4:9-11

VaHebheru 4:9-11 SCLB

Naizvozvo kuna vanhu vaMwari kuchine zororo rokusabata basa, nokuti uyo anopinda muzororo raMwari anomira kuita mabasa ake sezvakaitwawo naMwari. Naizvozvo, ngativavarirei kupinda muzororo iroro, kuti pasave naanoputsika pamusana pokusateerera kwakaita sokuku.

Verenga chikamu VaHebheru 4