Chirevo chaMwari chakaonekwa nomuporofita Habhakuku. Nhai TENZI, kusvikira rinhi chaizvo ndichingochemera rubatsiro, imi musingateereri? Kana kuchema kwamuri kuti, “Ko utsinyeka uhu!” Asi imi musinganunuri?
Verenga chikamu Habhakuku 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Habhakuku 1:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo