Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 9:1-4

Mavambo 9:1-4 SCLB

Mwari akakomborera Nowa navana vake akati, “Berekanai muwande muzadze nyika. Mhuka dzose dzapasi pose, neshiri dzose dzedenga, nezvose zvinokambaira nokuzvova napasi, nehove dzose dzomugungwa dzichakutyai dzichikudederai. Dzose ndadziisa mumaoko enyu. Zvinhu zvipenyu zvose zvinofamba zvichava chokudya chenyu. Ndakupai zvose zvazvo sokukupai kwandakaita miriwo minyoro. Asi chete nyama ichine ropa rayo, ichine upenyu hwayo, musaidye.

Verenga chikamu Mavambo 9