Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 4:25

Mavambo 4:25 SCLB

Adhamu nomudzimai wake vakaberekazve mumwe mwana mukomana. Evha akamutumidza zita rokuti Seti achiti, “Mwari andipa zvakare mumwe mwana panzvimbo yaAbhero uya akaurayiwa naKaini.”

Verenga chikamu Mavambo 4