Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 28:16-19

Mavambo 28:16-19 SCLB

Jakobho akapepuka muhope akati, “Zvechokwadi Tenzi ari panzvimbo ino asi ini ndanga ndisingazvizivi.” Akabva atya ndokuti, “Inga nzvimbo ino inoera! Imba yaMwari chete, iwoyu ndomusuo wedenga.” Jakobho akafumomuka, akatora ibwe raakanga akatsamira ndokurimisa kuti rive ibwe rechiyeuchidzo, ndokubva adira mafuta pamusoro paro. Akatumidza nzvimbo iyoyo zita rokuti Bhetieri, asi kare guta iroro raimbonzi Ruzi.

Verenga chikamu Mavambo 28