Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 26:34-35

Mavambo 26:34-35 SCLB

Esau paakanga ava namakore makumi mana, akaroora vakadzi vechiHiti kwaiti Judhisi mwana waBheeri naBhasimati mwana waEroni. Vakadzi vacho vaifurusa Isaki naRibheka.

Verenga chikamu Mavambo 26