Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 2:15-17

Mavambo 2:15-17 SCLB

Mwari Tenzi akatora munhu akamuisa mubindu reEdheni riya kuti aririme arichengete. Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu. Asi usadye muchero womuti woruzivo rwezvakanaka nezvakaipa, nokuti zvechokwadi musi waunoudya unofa.”

Verenga chikamu Mavambo 2