Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 16:1-2

Mavambo 16:1-2 SCLB

Sarai, mudzimai waAbhuramu haana kumuberekera mwana, asi aiva nomuranda wake wechikadzi worudzi rwechiIjipiti ainzi Hagari. Sarai akati kuna Abhuramu, “Tenzi akandinyima mwana. Wadii kutorana zvako nomuranda wangu. Zvimwe ndiye angazondiberekerawo vana.” Abhuramu akanzwa zvakataurwa naSarai.

Verenga chikamu Mavambo 16