Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kubuda 34:7

Kubuda 34:7 SCLB

Anoitira zviuru nezviuru zvavanhu mwoyochena anoregerera zvitadzo, achiregererawo kukanganisa nouipi, asi haamborega zvake munhu anokodzera kurangwa asina kurangwa. Anoranga vana navana vavo, achivarangira zvakaipa zvamadzibaba avo, achitevedza zvizvarwa zvavo, kunyange kusvikira kune chechitatu nechechina.”

Verenga chikamu Kubuda 34