Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kubuda 33:1-3

Kubuda 33:1-3 SCLB

Tenzi akati kuna Mosesi, “Iwe navaIsiraeri vawakaburitsa munyika yeIjipiti, chisimukai muende kunyika yandakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho kuti ndichazopa vana vavo. Ini ndichatoita zvokutotuma mutumwa wangu akutungamirirei, ndigodzinga vaKanani navaAmori navaHiti navaPerizi navaHivhi navaJebhusi. Chiendai zvenyu kunyika yakanaka, nyika yomukaka nouchi nokuti ini handichaenda ndiri pakati penyu. Ndingadaro ndikazokuparadzai nokuti imi muri tsvuuramuromo dzavanhu.”

Verenga chikamu Kubuda 33