Nokuda kwaizvozvi ndinopfugama namabvi angu mberi kwaBaba kunobva chose chinotumidzwa kuti mhuri, chingave kudenga kana kuti pasi pano. Ndinonamata kuti kubva muupfumi hwavo hune mbiri akusimbaradzei nesimba nokuna Mweya, umunhu hwenyu hwomukati
Verenga chikamu Vaefeso 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Vaefeso 3:14-16
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo