Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 3:14-16

VaEfeso 3:14-16 SNA2002

Nemhaka iyi ndinopfugama namabvi angu kuna Baba, rudzi rwose kudenga napanyika runotumidzwa nezita ravo, kuti vakupei papfuma yokubwinya kwavo kukuru, simba kuti musimbiswe noMweya wavo mumunhu womukati

Verenga chikamu VaEfeso 3