nokuti nokwaari uye naMweya mumwechete tinowana masvikiro kuna Baba. Nezvo hamuchisiri vaenzi kana vatorwa asi mava vagari vomo pamwe navatsvene nenhengo dzemhuri yaMwari. Makavakwa pahwaro hwavapositori navaporofita, Kristu Jesu pachake ari iye ibwe rapakona. Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera. Maari imiwo makavakwa mairi kuva nzvimbo yokugara yaMwari muna Mweya.
Verenga chikamu Vaefeso 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Vaefeso 2:18-22
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo