Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kutsinhira Mutemo 30:2-3

Kutsinhira Mutemo 30:2-3 SCLB

ukadzokera kuna Tenzi Mwari wako, iwe navana vako mukamuteerera mochengeta zvose zvandiri kukuudzai nhasi uno nomwoyo wenyu wose nomweya wenyu wose, ipapo Tenzi Mwari wenyu achashandura nhamo yenyu youtapwa, achakunzwirai tsitsi agokukokorodzai zvakare kubva kumarudzi avanhu ose kwamakamboparadzirwa naTenzi Mwari wenyu.