“Ini mambo Nebhukadhineza ndinokunyorerai tsamba imi vanhu vamarudzi ose zvawo, nduzi nendudzi ndimi nendimi imi mugere munyika yose. Dai kwamuri runyararo rwaita muchechetere mvura yeguvi. “Ini ndakaona zviri zvakanaka kukuratidzai zviratidzo nezvishamiso zvandakaitirwa naMwari Wokumusorosoro. Kukura here ikoko kwakaita zviratidzo zvake. zvishamiso zvake, harisi simba iroro. Umambo hwake ipfirapo, haupere narini, kutonga kwake ndekwechizvarwa nechizvarwa.
Verenga chikamu Dhanieri 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Dhanieri 4:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo