Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vakorose 4:1-6

Vakorose 4:1-6 SCLB

Vanatenzi batai varanda venyu zvino ruenzaniso uye zvakarurama muchizivawo kuti imi muna tenzi kudenga. Rambai muchinamata, mungwarire kunamata muchitenda. Mutinamatirewo kuti Mwari atizarurire musuo weshoko kuti tiparidze zvakavandika zvaKristu. Ndiri muno mujeri pamusana pazvo kuti ndiri tsanangure zviri pachena sezvandinofanira kuti ndiite. Fambidzanai noungwaru navasiri mubato renyu. Pane zvenguva, mototi chawawana batisa. Matauriro enyu ngaave matauriro akanaka kuti muzive kunyatsodavira anenge akubvunzai.

Verenga chikamu Vakorose 4