Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vakorose 3:12-13

Vakorose 3:12-13 SCLB

Naizvozvo imi vasarudzwi vaMwari, vatsvene vapamwoyo, pfekai tsika yemwoyo wetsitsi, nomwoyo wokuzvirereka, nomwoyo munyoro nomwoyo murefu, nokutirirana uye kuti kana mumwe ane nhuna nomumwe vachiregererana, sokuregererwa kwamakaitwa naTenzi imiwo munofanira kuregererana.

Verenga chikamu Vakorose 3