Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 3:19-21

Mabasa 3:19-21 SCLB

Nezvo pindukai mutendeuke kuti zvitadzo zvenyu zvipfudzwe kuti nguva iya yokumbofefeterwa nokuvapo kwaTenzi, uye kuti atumire Mesia wamakasarudzirwa, iye Jesu, anofanira kumbochengetedzwa kudenga kusvikira zvinhu zvose zvaitika zvakataurwa naMwari nomuromo wavaporofita vake vatsvene vakare.

Verenga chikamu Mabasa 3